Kinzere izita remhuri rinowanikwa muRwanda, neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Kinzere Kambale; Angelique Kinzere; Baganizi Kinzere.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Tumbuka inoti kumazere (n. left) kureva kuruboshwe. Sanghgo inoti kinzere (n. checkmark).
  • MaZulu vanoti isinxele (left hand) kureva runzere kana ruboshwe. Mamwe mazwi: ubunxele (left-handedness). Ukunxele (left hand direction) kureva kurunzere.