Kisoko izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa, Uganda neKenya.

  • Vanhu vane zita iri: Aimee Kisoko; Mercy Kisoko; Blandine Kisoko; Dorcas Kisoko.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti kisoko (n. familiarity; conversance).