Kolobe sezita
Kolobe izita remhuri rinowanikwa muLesotho, neSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Pilot Kolobe; Moemedi Kolobe; Tumelo Kolobe; Thabang Kolobe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Sesotho inoti kolobe (n. pig) kureva nguruve.
- Setswana inoti mathenthenyane (n. Wild pig) kureva nguruve yemusango.