Konde sezita
Konde izita remhuri rinowanikwa muKenya, Congo, Kinshasa neZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Charlotte Konde; Peter Konde; Djenny Konde; Matthew Konde.
- Mazwi ari pedyo: Makonde sezita, Chikonde sezita, Negonde sezita.
Mitauro yeAfrika
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Shambala inoti konde kana makonde pakuwanda (n. fist) kureva chibhakera.