Makonde sezita
Makonde izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Stanley Makonde anova Sales Manager wePeacocke and Simpson; Douglas Makonde.
Mitauro yeBantu
chinjirudzaPano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- VaLozi vanoti likonde (banana) kureva bhanana. VaFwe vanoti konde (banana) kureva bhanana.
- VaLenje vanoti likonde kana makonde pahuwandu (trunk of banana tree) kureva hunde yemubhanana.
- VaGiryama neVaShambala vanoti konde kana makonde (n. fist) vachireva chibhakera.
- VaChewa vanoti konde kana makonde pahuwandu (tribal tattoo marks).
- VaKongo vanoti ekonde (n. net for animals). Mukutaura vaKongo vanowanzosiya e anovamba mazwi anenge ekonde.