Kotwa inzvimbo iri kumaodzanyemba enyika yeZimbabwe kumusoro kweMutoko.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Vanotaura Kikongo vanoti kota (to enter, to come in, to pass in, penetrate, flow in, sink in, set as the sun).
  • Vanotaura Kikongo vanoti kotwa (to be entered).
  • Vanotaura Kikongo vanoti kotesa (cause to enter, put, take in, insert, admit, fetch in, load a canoe).
  • Vanotaura Kikongo vanoti kota kunanxi (to put or pass under).