Mutoko inzvimbo iri muZimbabwe nechekumabvazuva emaodzanyemba.

Zita rokuti mutoko rinonzi rinoreva nyimo kana kuti bambara nut kuEnglish.

Mitauro yeBantuEdit

  • Basotho vanoti motoho (sour porridge made from sorghum) kureva bota rerukweza.
  • VaKongo vanoti kitoko kana nkwa (fop, dandy - a man who is concerned with his clothes & appearance in an affected and excessive way).
  • VaWanga vanoti litookho (large town) kureva guta guru.