Kudya

(runangakatsva kubva kuKudakanura)

Kudya (ku Chingezi: eating) kana kurya.

Mamwe mazwi chinjirudza

Mimwe mitauro ye Chishona chinjirudza

Mimwe mitauro ye Chibantu chinjirudza

  • Vatauri veLuganda vanoti kuliwa (to be eaten) kureva kudyiwa.
  • VaKaonde vanoti kuja (to eat) kureva kudya.
  • MaZulu vanoti isikhafu kana izikhafu (Akrikaans: skof) kureva chikafu kana chidyo.
  • MaZulu vanoti isidlo (Specially prepared meal or food; feast; a spread; Communion, Holy Communion, Eucharist).
  • C'Lela vanoti ryà (v. eat) kureva kudya.

Mamwe mapeji ekutarisa chinjirudza