Kudenha
Kudenha kana kusora (to provoke, initiate, set in motion) zvinoreva kumutsa mumwe munhu kuti pave nokurwa kana kuvamba nyaya kuti ikurukurwe.
Mitauro yeAfrika
chinjirudza- Tiriki vanoti khusolana (to pick a quarrel) kureva kusorana. VaTiriki vanoti vusolo (strife, quarreling, war) vachireva bopoto kana hondo.
- VaWanga vanoti obusolo (strife; quarrelling; war) vachireva kusora. VaIkizu vanoti -shora (start) kureva kusora?
- Lugwere inoti sisimula (n. ecstasy, stimulus; overwhelming feeling of great or joyful excitement, elated bliss, emotional frenzy).
- Tsuvadi inoti mokodo (pecking). Kodo (peck) - Fananidzai nokuti kukododzvora. Sangho inoti lisoro (n. conversation) kureva nhaurwa.
- Luganda inoti okusonsa (v. provoke).