Kudya
(runangakatsva kubva kuKudyisa)
Kudya (ku Chingezi: eating) kana kurya.
Mamwe mazwi Chinjirudza
Mimwe mitauro ye Chishona Chinjirudza
- Chikaranga chinoti kudhla zvichienderera ne nzvimbo yavanogara muZimbabwe, asi vamwe vanongoti kudya sezvoitwa muChishona chikuru.
- Chindau chinoti kurya
- Chikorekore ne Chibuja chinoti kudja kana kuja.