Kudzikinura (Redeem) zvinoreva kuripira munhu kana chinhu chakabatwa nomumwe zvichibva pakuparwa kwemhosva, kuita chivi kana kunge pane chikwereti.

Chitendero chinjirudza

  • Jesu vakatifira pamuchinjikwa paCalvary nechinangwa chekutidzikinura kubva kuzvivi zvedu.

Mamwe Mazwi chinjirudza

Kuripira kana kudzikinura (Atone).

  • Wakatumira kusunhurwa kuvanhu vake: He sent redemption to His people. Psalm 111:9 - (kubva muBhaibheri reChiNdau).
  • ... wakasunhura zvisungo zvangu: You loosed my bonds. - (Psalm 116:16, Bhaibheri reChiNdau).
  • Ndizvo munhu wakapotera mumhatso, naRabhani wakasunhura makamera..... (Genesis 24:32).
  • Wakaereketa akati, “Ringira, ndinoona vanhu varongomuna vakasunhurika, vanohamba pakati pomuriro, navo avaremadzwi: He said, “Look! I see four men walking around in the fire, unbound and unharmed (Daniel 3:25, Bhaibheri reChiNdau)..

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaYao vanoti kuwombola (to ransom). VaYao vanoti chiwombolo (the sum paid in redeeming a person).
  • Mang'anja vanoti wombola kana ombola (redeem) vachireva kudzikinura.
  • Mang'anja vanoti muomboli (redeemer) vachireva mudzikinuri. Kune zita remhuri rinonzi Chihombori.
  • VaGiryama vanoti ku-kombola (v. to redeem) vachireva kudzikinura. Mamwe mazwi: mukomboli (n. redeemer). Ukombozi (redemption).