Chihombori

Chihombori izita remhuri muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaYao vanoti kuwombola (to ransom; to redeem). VaYao vanoti chiwombolo (the sum paid in redeeming a person).
  • Mang'anja vanoti wombola kana ombola (redeem) vachireva kudzikinura. Mang'anja vanoti muomboli (redeemer) vachireva mudzikinuri.
  • VaWabo vanoti woobola (redeem) vachireva kudzikunura. VaGulu vanoti ku-kombola (ransom, redeem, buy back) vachireva kudzikunura.
  • VaGiryama vanoti ku-ombola (to happen). Mamwe mazwi: ku-m'-ombolera (to happen to one).