Kufuka kana kufuga (to cover oneself with blanket, clothing or other form of cover) zvinoreva kuzvivhara negumbeze, jira kana zvipfeko.

ChirevoEdit

Mazwi eBantuEdit

  • Mururimi rweKikongo vanoti fuka (to cover, envelop, protect, thatch, put on a roof, put a cover on, to lie over, hide).
  • Mururimi rweKikongo vanoti fukama (v.i. to be covered, hidden, sheltered, protected).
  • Mururimi rweKikongo vanoti fukwa (v.i. to be covered).