Chigiya

(runangakatsva kubva kuKugiya)

Chigiya izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • MaZulu vanoti giya (v. Perform war antics; leap about as a warrior brandishing spear; dance a war-dance) vachireva kugiya.
  • MaZulu vanoti isigiyi (v. Expert in warlike antics.) kureva nyanzvi yekugiya. Mamwe mazwi: umgiyo (n. warlike antics.) vachireva kugiya.
  • Xilenge vanoti kugiya (n. to dance a war dance) kureva kugiya.

Mazita ari Pedyo chinjirudza