Kugwamba

Muchidzidzo fundoyetsimba, kugwamba kana kutsingana zvinoreva kushanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve godo. Mutuvi unoshanduka kuva godo kana hujoto hwasvika kana kudzika pasi pechimiso chekugwamba - freezing point. Somuenzaniso, mvura inoshanduka kubva pakuve mutuvi kuenda pakuve magodo emvura (ice) kana hujoto hwasvika kana kudzika pasi pe 0oC.

  • Kumandana (1. Congeal, 2. Coagulate, 3. Stick to each other).
  • Izwi rokuti anga (freeze; congeal) rinotaurwa kuKalanga richireva kugwamba kana kufriza.
Freezing rain.jpg

Mitauro yeBantuEdit

  • VaBemba vanoti tikama (freeze) kureva kuita chando kana kuanda.
  • MaZulu vanoti isigwamba (Any semi-fluid food become unduly thick (as porridge, sour milk) kureva kukoresa kwechidyo chakadai sebota kana mukaka.
  • VaFwe vanoti ku-anda (v. freeze) vachireva kugwamba nechando. VaBukusu vanoti khuu-aanda (v. stick, adhere, get stuck).