Hwaradada

(runangakatsva kubva kuKuhwaradadidza)

Hwaradada kana hwa-a (ideophone of Being empty; 2. of Lacking completely). Musoro wake wakati hwaradada: he has nothing on his head.

  • Kuhwaradadidza (Remove contents completely). Mhepo yakahwaradadidza miti mashizha: the wind has stripped the leaves from the trees.
  • Kuhwaradadika (Be. or be able to be emptied, or stripped, completely). Makore anga avako ahwaradadika: the clouds that were in the sky have disappeared completely.

Kutamba neMazwi chinjirudza

Mienzaniso iri pasi iyo inozama kuturikira mazwi eEnglish anoti: negative uye positive.

  • Izwi rokuti yakadara rinoreva kuti nyaya yataurwa nenzira yakajeka, zvichinatsa kunzwisisika - (in reference to speech that is clearly stated and understandable; explicit).

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • Kinande vanoti erihwa (to be finished) vachireva kuti hwa-a.