Yakadara (kureva articulate; coherent; unequivocal) rinoreva kutaura nenzira yakajeka, zvichinatsa kunzwisisika - (of speech that is clearly stated and understandable; explicit)

  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Darare? Nhari (eloquent speaker).

Mitauro ye Chibantu

chinjirudza
  • Njem vanoti tala (adv. first, firstly) kureva chekutanga. Fananidzai nokuti yakadara? (It's easy or elementary).
  • Gyeli inoti matala (n. beginning. From:táalɛ - begin) kureva mavambo.

Mamwe mashoko okuringa

chinjirudza