Njem mutauro weBantu unowanikwa kuCameroon neRepublic of the Congo.

Mazwi Anotodza Shona

chinjirudza
  • Njem vanoti bol (n. rot, rottenness, decay, stale). Mamwe mazwi: bo (v. to rot) kureva kuwora.
  • Njem vanoti bwɛɛ (v. give birth) kureva kuzvara mwana.
  • Njem vanoti bwɛɛ (n. from the time of childbirth until weaning) inguva yokunge munhukadzi ari muzvere - akazvara mwana achiri pazamu.
  • Njem vanoti daa (n. herd, flock, fold) kureva danga.
  • Njem vanoti ɨwʉm kana kam (n. ten) kureva gumi.
  • Njem vanoti kul (n. tribe; group ) kureva guru.
  • Njem vanoti kusa (n. brush) kureva bhurasho.
  • Njem vanoti mbel (adj. sick, ill, sickly, invalid, unwell) kureva kurwara. Fananidzai nokuti mukondombera.
  • Njem vanoti mesyɛʼla (v. praise, commendation, laud). Fananidzai nokuti kupesvedzera.
  • Njem vanoti mwaala (n. stretcher). Fananidzai nokuti hwarasanza?
  • Njem vanoti njʉm (n. husband, male) kureva murume. Mamwe mazwi: njʉmam (my husband) kureva murume wangu.
  • Njem vanoti nkom (n. drum - musical) kureva ngoma.
  • Njem vanoti nkom (n. darkness, obscurity, dimness, gloominess) kureva rima.
  • Njem vanoti nsoʼ (n. elephant) kureva nzou.
  • Njem vanoti nyina (to us plural or dual inclusive ). Sokuti mukadzinyina.
  • Njem vanoti paka (v. have the will) kuva nechido. Ko Mandipaka?
  • Njem vanoti si (n. earth, below) kureva pasi. Fananidzai nokuti chisi?
  • Njem vanoti si (ideophone for harshly) inyaudzosingwi yokuita neukari. Fananidzai nokuti hutsinye?

Mamwe Mazwi

chinjirudza
  • Njem vanoti bibele (n. truth, verity, certainty, genuineness) kureva chokwadi.
  • Njem vanoti bia kana bibi (n. tall, large, great, big) kureva huru.
  • Njem vanoti bii (n. district) kureva dunhu.
  • Njem vanoti biliʼi (n. heritage) kureva rifa kana nhaka.
  • Njem vanoti bilumo (n. maggot, worm) kureva honye.
  • Njem vanoti biye (n. ticket) kureva tiketi.
  • Njem vanoti bubua (n. epidemic; pandemic) kureva mukondombera.
  • Njem vanoti cingwɨɨ (n. the shore opposite ) kureva mhiri.
  • Njem vanoti didi (n. sweat) kureva dikita.
  • Njem vanoti dur (n. long coat) kureva jasi refu.
  • Njem vanoti kukuma (n. chief, head, boss, leader) kureva ishe.
  • Njem vanoti kwɔr (n. village) kureva musha.
  • Njem vanoti mbwɛl (n. relative, relation. connection, family) kureva hama.
  • Njem vanoti metunga (n. burn offering) kureva chipiriso chinopiswa nemoto.
  • Njem vanoti mpiʼlo (n. veracity of the problem; certainty ) kureva [[]].
  • Njem vanoti mpom (figure; forehead; face) kureva chiso.
  • Njem vanoti mwara (n. generation) kureva zera.
  • Njem vanoti ncilo (n. gorilla). Ko jiro zvinorevei? Kuti izwi iri rinotodzana nokuti diro?
  • Njem vanoti ngala (n. arc, bow).
  • Njem vanoti ngoman (n. governors, ruler) kureva gavhuna. Ko zita rokuti Ngomani?
  • Njem vanoti ngumo (n. a social relationship)?.
  • Njem vanoti nkara (n. connections, attachment, intercourse).
  • Njem vanoti nsa (n. famine) kureva nzara.
  • Njem vanoti ntabʉ (n. non-native resident) mugari wenzvimbo asina kuzvarwapo. Fananidzai nezita rokuti Nhau?
  • Njem vanoti ntan (n. genealogy).
  • Njem vanoti ntɛʼ (ideophone for being isolated).
  • Njem vanoti ntini (n. whole, entire, full, undivided) kureva mhumburu.
  • Njem vanoti numò (n. epidemic).
  • Njem vanoti para (adv. oblige, force) kureva [[]].
  • Njem vanoti puuu (ideophone for white) inyadzosingwi inodudza huchena. Sokuti mbuu.
  • Njem vanoti pwelele (ideophone for explicit).
  • Njem vanoti pwɛɛɛ (ideophone for being in peace). Fananidzai nokuti ndakagara zvangu ndiri peee.
  • Njem vanoti samo (n. six or sixth) kureva tanhatu.
  • Njem vanoti sisima (n. particular, individual, specific).
  • Njem vanoti sumo (n. stick) kureva chimuti. Fananidzai nokuti pfumo.
  • Njem vanoti sum (n. location).
  • Njem vanoti suur (ideophone for black) inyaudzosingwi inoduza hutema.
  • Njem vanoti taga (n. institution).
  • Njem vanoti tala (adv. first, firstly) kureva chekutanga. Fananidzai nokuti yakadara? (It's easy or elementary).