Mukondombera zvinoreva pandemic kana chirwere chakatekeshera. AIDS muenzaniso wechirwere chakatekeshera - saka pakutaurwa tinofanira kuti Mukondombera weAIDS nokuti kunokwanisa kuita mukondombera wechimwewo chirwere. Mazuvano vanhu vazhinji vanokanganisika vachifunga kuti zvinoreva chirwere che HIV-Aids.

Mitauro yeAfrika chinjirudza

  • Herero vanoti Oru-kondo (n. a division, a part; allotment; part; share). Uyo Ibibio vanoti ekondo (n. world) kureva pasirose.
  • Herero inoti okuvera (n. illness, disease; sickness, malady). Kikongo inoti mbela (n. a sickness; a being sick). Sangho inoti kobêla (n. malady; sickness) kureva chirwere.
  • Umbundu vanoti vela (v. be sick) kureva kurwara. Kinande vanoti omukondo (n. residence; dwelling; place of stay).
  • Lingala vanoti bela kana bele (v. be sick; be ill) kureva kurwara. Mamwe mazwi: nazali kobela (v. I am sick/ill). Okobela (You are sick?).
  • Civili vanoti beelë (v. to be sick; to be in the wrong) kureva kurwara kana kushaisha. Djimini vanoti weri (v. be ill) kureva kurwara.