Gyeli mutauro unowanikwa kuCameroon neEquatorial Guinea. Vatauri vacho vanonzi Bagyeli.

Mazwi Anotodza Bantu chinjirudza

  • Gyeli inoti na (and; with) kureva na. Mamwe mazwi: ndawo (n. house) kureva imba.
  • Gyeli inoti sondo (n. week) kureva svondo. Mamwe mazwi: dʒíyɛ (v. burn) kureva lipids - fananidzai nokuti kudziya.
  • Gyeli inoti dʒínɔ̀ (n. name) kureva zita. Chewa inoti dzina.
  • Gyeli inoti mɡbísì (adj. rawness, freshness) kureva mbishi. Mamwe mazwi: nganga (n. healer) kureva n'anga.
  • Gyeli inoti mbwe (n. dog) kureva imbwa. Mamwe mazwi: dzimese (v. extinguish) kureva kudzima.
  • Gyeli inoti majiwo (n. water) kureva mvura - fananidzai nokuti dziva?
  • Gyeli inoti matala (n. beginning. From:táalɛ - begin) kureva mavambo. Mamwe mazwi: pã̂ (do first).
  • Gyeli inoti kende (walk) kureva kufamba. Mamwe mazwi: tã́ã̀la nà (v. judge somebody) kureva kugadza dare.
  • Gyeli inoti nene (n. big) kureva hombe. Mamwe mazwi: mwano (n. child) kureva mwana.
  • Gyeli inoti matane (n. five) kureva mashanu. Mamwe mazwi: bvubvu (a lot) kureva zhinji kana mubvururu.
  • Gyeli inoti baala (v. repeat) kureva kudzokorora. Fananidzai nokuti barika?
  • Gyeli inoti ndɛ̃ɛ́ɛ́ɛ́ ̃́(ideophone depicting staring) inyaudzosingwi inoreva kudzvokora kana kuramba wakati ndee.
  • Gyeli inoti lini kana pili (when) kureva rinhi?. Mamwe mazwi: sale (n. work, do) kureva mushando.
  • Gyeli inoti njiya (opened thing or person) chinhu chakavhurika. Fananidzai nokuti kuvhiya?
  • Gyeli inoti lebele kana mabele pakuwanda kureva mazamu. Mamwe mazwi: soni (n. shame ) kureva nyadzi.
  • Gyeli inoti byɛ́sɛ (all) kureva zvese. Mamwe mazwi: ma-nyû (n. drink. From: nyùlɛ - drink) kureva kunwa.
  • Gyeli inoti nzã́ã (n. appetite) - fananidzai nokuti nzara?. Mamwe mazwi: tsiye (v. cut) kureva kucheka.

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Gyeli inoti le-nanga kana managa pakuwanda (n. star) kureva nyenyedzi.
  • Gyeli inoti m-udi (n. person) kureva munhu. Mamwe mazwi: bvuke (v. break).
  • Gyeli inoti pele (n. side) kureva rutivi. Mamwe mazwi: dʒíwɔ́ (n. river) kureva rwizi.
  • Gyeli inoti tumbo (n. country) kureva nyika. Mamwe mazwi: lunda (be filled) kureva kuzara.
  • Gyeli inoti vóvvólɛ̀ (freshness, peace). Mamwe mazwi: zimba (v. soldier) kureva musoja.
  • Gyeli inoti lùndá (n. bush area between villages). Mamwe mazwi: dʒìbɔ (v. close) - fananidzai nokuti mudzivo.
  • Gyeli inoti ntumba kana batumba pakuwanda (n. older brother). Mamwe mazwi: kasele (light) kureva chiedza.
  • Gyeli inoti mabwasa (n. thoughts. From bwasa:think) kureva mifungo. Mamwe mazwi: ma-baa kana m-baa (n. two) kureva mbiri.
  • Gyeli inoti biwo (adj. bad) kureva chivi. Mamwe mazwi: mede (self) kureva ndimene.
  • Gyeli inoti mudu (n. man) kureva murume. Mamwe mazwi: muda (n. woman) kureva mukadzi.
  • Gyeli inoti -vudu (one, same) kureva chimwe. Mamwe mazwi: -fusi (different) kureva kusiyana.
  • Gyeli inoti tsilo (v. write) kureva kunyora. Mamwe mazwi: bawe (v. carry something) - bawa: be carried.
  • Gyeli inoti ndanga (rossed thing. From: nda:cross). Mamwe mazwi: nyinga (entered thing. From nyi: enter) kureva kupinda.
  • Gyeli inoti kola (v. add) kureva kututsira. Mamwe mazwi: tsi kana matsi (n.neck) kureva mutsipa.
  • Gyeli inoti kale kana bakale pakuwanda (n. sister) kureva sisi. Mamwe mazwi: lewaa kana mawa pakuwanda (n. twins) kureva mapatya.
  • Gyeli inoti nya kana banya (n. mother) kureva amai. Mamwe mazwi: sa kana basa (n. father) kureva baba.
  • Gyeli inoti mpinga (n. cassava) kureva [[]]. Mamwe mazwi: kwado kana makwado pakuwanda (village) kureva musha.
  • Gyeli inoti mpinda kana mampinda (prohibition). Mamwe mazwi: nlambo (country) kureva nyika.
  • Gyeli inoti ngundya (n. raffia). Mamwe mazwi: mbvunda (trouble) kureva zvinetso.
  • Gyeli inoti mapambo (ancestor) kureva tateguru. Mamwe mazwi: mkubwa (big) kureva hombe.
  • Gyeli inoti ntɛ́mbɔ́ (younger oppsosite sex sibling). Mamwe mazwi: -tondi kana matondi pakuwanda (n. friend, lover) kureva shamwari kana mudiwa.
  • Gyeli inoti titimo (middle) kureva pakati. Mamwe mazwi: temo (middle) kureva mukati.
  • Gyeli inoti mpongo (n. generation) kureva zera. Mamwe mazwi: pembo (bread) kureva chingwa.

Kwakawanikwa Mashoko chinjirudza

  • A Grammar of the Gyeli by Nadine Grimm.