Open main menu
Home
Random
Nearby
Log in
Settings
Zvipo
About Wikipedia
Matandanyadzi
Tsvaga
Rinhi
Language
Rinda
Edit
Rinhi
kana
rii
(when) ishoko rinobvunza kuti zviri kurehwa zvakaitika kana zvichaitika nguva ipi.
Kurerutsa Mutauro
Edit
Kuchazova
rinhiko
? (When shall it be).
Chitima chasvika rinhi?
Ndirinhi pakatonga
Abel Muzorewa
?
Mitauro yeBantu
Edit
Mururimi rwe
Swahili
vanoti
lini
(when) vachireva
rinhi
.
Va
Barawani
vanoti
liini
? (when?) kureva
rinhi
?.
Va
Soga
vanoti
li
(when) kureva
rii
kana
rinhi
.