Rinhi
(runangakatsva kubva kuRinhiko)
Rinhi kana rii (when) ishoko rinobvunza kuti zviri kurehwa zvakaitika kana zvichaitika nguva ipi.
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Kuchazova rinhiko? (When shall it be).
- Chitima chasvika rinhi?
- Ndirinhi pakatonga Abel Muzorewa?