Ndomene

(runangakatsva kubva kuNdimene)

Mazwi aya anodudza kuti munhu akazvimirira pachake kana chinhu chakazvimirira: Ndomene, ndimene, chimene, vomene.

Kurerutsa Mutauro chinjirudza

  • Chisikana chaenda chomene: the little girl herself went.
  • Mukomana aenda omene: the boy himself went.
  • Ndomene haichemedzi. What you do on your own does not make you cry.
  • Zvamina hazvina mafi. My own affairs cause no grudge.

Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaTumbuka vanoti chomene (very much).
  • VaTonga vanoti omwini (thyself) vachireva mumene.
  • VaTonga vanoti mwini (himself) vachireva omene.
  • VaTonga vanoti ndemwini (I myself) vachireva ndomene.
  • VaKabwa vanoti omwene (himself; herself).
  • VaZigula vanoti emwenye (himself; herself).
  • VaKabwa vanoti enye, chenye, dyenye, henye, kenye, kwenye, mwenye, venye, wenye, yenye, zenye (1. self; 2. selves).