Nhari izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Rogers Nhari; Nomatter Nhari; Edith Nhari; naThomas Nhari anotaurwa munhoroondo yeChimurenga.
  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Zvichida ndipo panobva zita rokuti: Nhari (eloquent speaker).

Mamwe Mazwi chinjirudza

  • Nhari (n. eloquent speaker) rinoreva munhu anogona kutaura zvinobata moyo yevanhu. Fananidzai nokuti naari sezviri kumutauro weWaalii.
  • -dara (be clear, understandable - of speech) zvichireva kutaura zvakajeka zvinonzwisisika. Zvichida ndipo panobva zita rokuti Darare?

Mitauro yeAfrika chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrika, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi.

  • Njem inoti tala (adv. first, firstly) kureva chekutanga. Gyeli inoti matala (n. beginning. From:táalɛ - begin) kureva mavambo. Fananidzai nokuti yakadara? (It's easy or elementary).
  • Zigula vanoti tali, utali, chitali, mtali (tall, tallness, long, distant) - hurefu. Mamwe mazwi: -tali (tall, long, deep). Kutaliha (v. to increase in height).
  • VaKagulu neNsenga vanoti utali (n. length, tallness, distance) kureva hurefu. VaKagulu vanoti ku-tenda utali kureva kurebesa.
  • VaKagulu vanoti katali (ancient, a long time ago) vachireva karekare. VaKagulu vanoti katalina katali (ever and ever) vachireva karekare.
  • Waalii vanoti naari (v. protract - draw out or lengthen; extend the duration of; prolong; procrastinate; delay; hinder; slow; tarry) kureva kurebesa.