Kuibva (ripe; fully cooked) zvinoreva chinhu chabikwa kusvika pamwero wakafanira kuti chidyiwe. Zvinorevawo muchero wasvika pamwero wawo wekudyiwa.

Mitauro yaChiBantu chinjirudza