Kukomberwa
Kukomberwa (Infect seriously). Murume wenyu akakomberwa nechirwere: your husband is seriously infected by the sickness.
- Kugombera (to make weak).
Mitauro yeBantu Chinjirudza
- VaMambwe vanoti -kombela (to be without strength, to walk slowly, painfully, a sick or old person) vachireva kukomberwa.
Mazwi Anotodzana Chinjirudza
- Gombera izita remhuri.