Kukwatanura
Kukwatanura (separate flakes or sheets of material) zvinoreva kupatsanura chinhu chine chuumbiko chinenge chegwati kana rata.
Mitauro yeChiBantu
chinjirudza- Lubwisi vanoti kukwata (seize; hold; catch; capture; arrest). Mamwe mazwi: kukwataana (be together, be near; connected, related).
- Lubwisi vanoti kukwatani̱ya (v. link; connect; join; attach; glue together; hold together; fix together).
- Luganda vanoti okukwatira (v. stick; stuck). Lubwisi vanoti bukwataane (relationship).
- VaFwe vanoti kubatura (to separate) vachireva kupatsanura. VaKongo vanoti kwata (to hold) kureva kubata.