Kumonerera
Kumonerera kana kupomba (to wrap around).
Mamwe Mazwi
chinjirudza- Kumoneredza (causative - to wrap around).
- Kumona (to stir; to twirl).
- Kumonereka (to spin; to rotate).
- Kumonana (to entangle).
- Kupombera (to wind round).
- Kupombonoka (to unwind, to uncoil itself).
- Kupombonora (to unwind, to uncoil or undo a wrapping).
Mitauro yeBantu
chinjirudza- Mang'anja vanoti pomba (wind around) zvichireva kumoredza - sokuti kupomba bhora rechikweshe rerhekeni.
- Mang'anja vanoti kupombeza (to twine around) zvichireva kumoneredza - sokuti njoka yapombeza mtengo (the snake held close to and twined around the tree.
- Mang'anja vanoti kupomboza (v. to entangle) zvichireva kumonana. Mang'anja vanoti kupombozeka (adv. to be entangled) zvichireva kumonana.
- VaLungu vanoti ukupoomba (to tangle) kureva kumonana. VaLungu vanoti ukupoombolola (to untangle) kureva kumononora.
- VaVenda vanoti -dzungulusa kana dzungululwa (rotate) kureva kudzunguruka. Mamwe mazwi: mudzunguluwo (n. rotation).