Munhuhwi

(Redirected from Kunhuhwa)

Munhuhwi (smell, odour, scent). zvinoreva kunhuhwa kwechinhu kana nzvimbo.

TsumoEdit

  • Chine munhuhwi, chine munhuhwil bere rakatiza norwauro rwemombe. Something with scent has the power 6f smell; a hyena snatched away the nose-rope of an ox.

Mitauro yeAfrikaEdit

  • Nyanja inoti pfungo (n. scent; smell) kureva munhuhwi. Mamwe mazwi: pfungo lo-ipa (bad smell).
  • Nyanja inoti pfungo la antu (the scent of people).
  • Sangho inoti gundu (n. foul smell).