Kunyongodeka
Kunyongodeka (dissolve completely in a liquid).
Mitauro yeBantuChinjirudza
- VaSwahili vanoti mnyonge (weakly, sickly person).
- VaSwahili vanoti unyonge (weakness, feebleness).
- VaSwahili vanoti nyonga (hip, thigh, side).
- VaSwahili vanoti kinyonga (lameness caused by sickness or injury of the hip).
- VaNyakyusa vanoti sungula (choose, sift) vachireva kuketa kana kusefa.
- VaNyakyusa vanoti sungulula (dissolve) vachireva kunyongodeka.