Kunzwa neNzeve
(Redirected from Kunzwa nenzeve)
Kunzwa neNzeve (v to hear).
ZvirevoEdit
- Ane nzeve dzekunzwa ngaanzwe.
Mitauro yeBantuEdit
- VaNyarwanda vanoti kumva (hear) kureva kunzwa.
- VaMambwe vanoti kuvwa (to hear, to listen to, pay attention to) vachireva kunzwa. Mamwe mazwi: kuvwana zvichireva kunzwana.
- Chopi vanoti kupfa (v. to hear) kureva kunzwa nenzeve. Mamwe mazwi: kupfaka (to be audible) zvichireva kunzwika. Kupfakala (to be heard).