Kupanga sezita

Kupanga izita remhuri rinowanikwa muCongo Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Samuel Kupanga; Carine Kupanga; Fernando Kupanga; Brinitte Kupanga.

Mitauro yeAfrikaEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Kimbundu vanoti olobanga (n. are doing, are building (present continuous of the verb kubanga)) kureva vari kuvaka.