Kupara sezita

Kupara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantuEdit

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTumbuka vanoti kuphala (to tell) kureva kuudza. VaTumbuka vanoti kuphalira (to explain) kureva kutsanangura.
  • VaZigula vanoti kupala (to inherit) kureva kugara nhaka.
  • VaZigula vanoti kupala (marry - a woman previously married). Sokuti: Mpale! (Marry her (who was previously married!).