Pfugama
(runangakatsva kubva kuKupfugama)
Pfugama (Kneel in English) zvinoreva chimiro chokunge munhu akazvitsigisa pamabvi netsoka sezvinoitwa nevamwe kana vachinamata.
Nguva dzinopfugama vanhu
chinjirudzaMazwi eBantu
chinjirudza- Kinyarwanda neKirundi vanoti gupfukama (to kneel); VaShona vanoti kupfugama.
- Mang'anja vanoti gwada, gwagwada, gogoma (to kneel) vachireva kupfugama kana kugwadama.
- Kikongo vanoti fukama (kneel, to sit in a kneeling position, to prostrate oneself) kureva kupfugama.
- VaGanda vanoti fukamira (to kneel before; kneel upright) kureva kupfugamira.
- Bavili vanoti fukeme (to kneel down) kureva kupfugama.