Kupfuma (tsauranisa chirevo)

Kupfuma, KUPFUMA kana kupfuma ishoko rinoshandiswa kureva zviri pazasi:

  • Kupfuma - kureva futi kusona.
  • Kupfuma - kureva kuva ne upfumi, kuva ne mari yakawanda kana kuwanezvose zvanoda muupenyu senge mufaro, kana mudikanwi wako.

Tarisai futi chinjirudza


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.