Kurani (Chiarabhu: القرآن al-Qurʾān; "kuraura; to recite") kana Korani, iteksti ye chitendero cheUyislamu, rinotendwa se Vasalama sechizarurwa kubva kuna Mwari wavanoti Allah. Yakarondedzwa muzvitsauko 114 (uzhi.: سور suwar, usho.: سورة sūrah), mukati ine mavhesi (uzhi.: آيات ʾāyāt, usho.: آية ʾāyah, cons.: ʾāyat). Pamusoro pekukosha muchitendero, rinotenderwa kuvabasa rakanakisa muuvaranomwe hwe Chiarabhu, uye yakapezvedzera Chiarabhu.

Mashoko ashandiswa

chinjirudza