Kushura

(runangakatsva kubva kuKushurira)

Kushura (to be an evil omen) zvinoreva chiitiko kana chinhu chinonongedza zviri mberi.

  • Chisingaperi chinoshura. MaNdebele vanoti: ukungapheliyo kuyahlola.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • MaZulu vanoti ukuhlola (Predict evil, warn of coming danger; act as an evil omen.), kushura. Mamwe mazwi: hlolela (Bring down evil upon: send a warning to; wish evil to) kureva kushurira.
  • MaZulu vanoti umhlola (Awe-inspiring occurrence (e.g. eclipse, earthquake), extraordinary happening; evil omen, portent) vachireva chiitiko chinoshura.
  • MaZulu vanoti ilihlolamvula kana amahlolamvula (lit. what predicts rain. Common swift, Cypselus apus) vachireva shuramvura.
  • VaTsonga vanoti hlola (v. do something taboo) vachireva kushura kana kushurira.