Kupidigura

(Redirected from Kusunamisa)

Kupidigura (turn upside down, invert) zvinoreva kumisa chinhu chakasunama pasi pari mudenga.

Mamwe MazwiEdit

Kurerutsa MutauroEdit

  • Pidigura hamba irege kufamba.

Mazwi eBantuEdit

  • Mururimi rweYao vanoti pitikula (to turn over, to turn around) kureva kupidigura.