Kusvinura
Kusvinuka kana kusvinura (wide awake, to beware, be sharp, to be mischievous).
- Kusvinudza (cause to see).
Kurerutsa Mutauro
chinjirudza- Zvino Mwari wakapembenudza madziso ake, akaona chinyuka chemvura; wakaenda akazadza nyede ngemvura, akaipa murumbwana kuti amwe. Then God opened her eyes and she saw a well of water. So she went and filled the skin with water and gave the boy a drink. (Genesis 21:19 Bhaibheri reChiNdau).
- Jesu akafamba muIsrael achiparidza, kuporesa varwere nokusvinudza mapofu.