Kufumudza kana kufumura (Shame. Put to shame). Kufumura kana kunyangadza (1. Shame, put to shame -shocking moral sense; 2. Spoil or cause to deteriorate).

Mamwe Mazwi

chinjirudza

Kurerutsa Mutauro

chinjirudza
  • Kudobodedza miriwo kunoifumura: long boiling spoils vegetables.

Mitauro yeBantu

chinjirudza
  • VaNyakyusa vanoti fuma (come from). Mamwe mazwi: fumuka (become known) kureva kufumuka. Fumusigwa (be announced) kureva kufumurwa.
  • Nsenga vanoti kufuma (go out). Mamwe mazwi: fumya kana fumizhya (v. put out, discharge, send off). Bulu vanoti efumulu (adj. whiteness; white).
  • Swahili vanoti fumua (1. loosen, untie, unravel, undo, unroll. fig. 1. release, 2. uncover, reveal). Mamwe mazwi: fumukana (separate, scatter, disperse - after assemblies) kureva kupararana.
  • VaRwanda vanoti guhugura (to inform) kureva kuudza. Zvichida izwi iri rinotodzana nerinoti kuwurura. MaZulu vanoti mbulula (Expose, reveal secret) kureva kuwurura.
  • VaLozi vanoti -ulusa (fig. to reveal secrets; to slander; to vilify a benefactor) vachireva kuwurura.