Bulu
Bulu mutauro weBantu unowanikwa kuCameroon.
- Bulu inoti abenge kana alenge (n. bell) kureva bhero.
- Bulu inoti biale (v. be born) kureva kuzvarwa.
- Bulu inoti bilela (stringy mucus from bowels).
- Bulu inoti bolô (v. cause to rot, rot) kureva kuwora.
- Bulu inoti daa (v. , cross, put acros, transfer) kureva kudarika.
- Bulu inoti dim (v. go out ; put out, extinguish fire ; 2. set of sun) kureva kudzima.
- Bulu inoti éfumulu (adj. whiteness ; white) kureva huchena.
- Bulu inoti ésa kana bésa kureva baba. Mamwe mazwi: tate kureva baba
- Bulu inoti ésañga (n. paternal aunt, father's sister) kureva tete.
- Bulu inoti mvuma (n. one kernel of kola).
- Bulu inoti ndaza (n. a well-woven bushrope basket, close enough to hold peanuts).
- Bulu inoti ndele (n. current of a stream).
- Bulu inoti ndunda (n. heat, warmth) kureva madziya.
- Bulu inoti abi (n. excrement, faeces) kureva mavi.
- Bulu inoti nene (v.tr enlarge).
- Bulu inoti ngeke (n. firefly, spark) kureva chitaitai kana sasaradzi.
- Bulu inoti nkongo (n. ridge , meeting of two surfaces).
- Bulu inoti sek (v. cut up vegetables, meat) kureva kucheka muriwo kana nyama.
- Bulu inoti tan (adj. fifth, five) kureva shanu.
- Bulu inoti vambe (v. go to prison).
- Bulu inoti veve (v. being alive; living; or awake).
- Bulu inoti vôndé (v. trim or pare thin).
- Bulu inoti wondô (v. go down-hill, or down a slope). Ko kuwondomoka?
- Bulu inoti wôlô (v. gather, scoop up sweepings) kureva kuworera.
- Bulu inoti wômôlô (v. (causat. bring to, revive). Mamwe mazwi: wômô (come to, from a swoon; come to life).
- Bulu inoti zaé (n. hunger; scarcity of food) kureva nzara.
- Bulu inoti zia (n. direction). Fananidzai nokuti kwakadziva kumadokero?
- Bulu inoti basé (v. graze, wound slightly) kureva kukuvadza zvishoma.
- Bulu inoti kotô (v. be crooked) kureva kukoteka.
- Bulu inoti kotôbô (v. crook oneself).