Kutoma izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, DRC, Angola neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mwitumwa Kutoma; Noelly Kutoma; Tapiwa Kutoma; Blaise Kutoma.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Nhaneca inoti okutoma (v. spear) kureva kubaya nepfumo. Mamwe mazwi: otyimphona (n. javelin; spear; assegai) kureva pfumo.