Kutsikisa

Kutsikisa (nge. printing) kana kudhindisa, inzira yekugadzira teksti ne mifananidzo nekushandisa fomu kana templeti isvinu.

Mitauro ye ChibantuEdit

  • VaVenda vanoti kukandisa (v. printing; publish books).
  • VaVenda vanoti mukandisi kana mugandisi (n. printer; publisher).
  • VaVenda vanoti khandiso (n. print). Mamwe mazwi: mugandiso (n. Print).