Kutsvaga

(Redirected from Kutsvaka)

Kutsvaga, kutsvaka kana kukwasha (to search).

  • Kupatarika, kuvenda kana kuvendenura (to search everywhere).
  • Kufuwa, kufuwurudza, kubomaira, kugunya, kuhuna, kudonaira, kuhunaira. (to search intently). Apa zvichireva kukwashisa kana kutsvakisa.
  • Chokuringa jeyacheya (seek leisurely or casually).
  • Bumbaira kana kufufudzira? (Look for wanted thing that is hard to get). Vatete vafumoenda kundobumhaira hari dzokuvambisa hwahwa.

ZvirevoEdit

  • Chokuchikidzira ndicho chamunoshaya chokuringa jeyacheya ndicho chamunowana. What you seek seriously is what you miss but something you seek leisurely is what you will find.

Mamwe MazwiEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Vanotaura Kikongo vanoti tumba (find).
  • Vanotaura Kikongo vanoti tumbu (finding).