Mitauro yeBantu chinjirudza

  • VaHaya neVaGungu vanoti kwonka (to suck) rinotaurwa mururimi rwe. VaShambala vanoti kuonka (to suck) vachireva kuyamwa.
  • VaHerero vanoti vongera (provide food for the child; to collect, gather up, heap up for the child) vachireva kuunganidzira mwana zvokudya?.
  • Herero vanoti vonga kana onga (collect, gather up, heap up). Mamwe mazwi: vongara kana ongara (v. cluster; congregate; gather; accumulate).


 
Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.