Kuwonga Goridhe

(Redirected from Kuwonga Mukute)

Kuwonga Goridhe (panning alluvial gold) zvinoreva kuunganidza goridhe rinowanikwa mujecha rerukova uchishandisa dhishi rakapwashamara nemvura.

TsikaEdit

Mitauro yeBantuEdit

  • Herero vanoti vonga kana onga (collect, gather up, heap up, accumulate) zvichireva kuunganidza. Mamwe mazwi: omuonge (n. collector).
  • VaHerero vanoti omaongero (n. collection, gathering). Mamwe mazwi: vongara, ongara (gather together). MaZulu vanoti onga (Skim, take off the surface).
  • Kimbundu vanoti -ongeka; lunjika kana -bongolola (assemble, gather, attach) vachireva kuwonga.
  • Kinande vanoti erıkorokotsyâ (perfect, fine-tune to the smallest details, tinker) - zvichida vanoreva kukorokoza.