Kuyamba izita remhuri rinowanikwa muCongo, Kinshasa, Malawi, neUganda.

  • Vanhu vane zita iri: Emma Kuyamba; Mphatso Kuyamba; Geofrey Kuyamba; Beauty Kuyamba.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Luganda inoti okuyamba (v. to help; rescue) kureva kubatsira. Mamwe mazwi: obuyambo kana obubeezi (n. assistance).
  • Luganda inoti omuyambi kana omubeezi (n. aide; helper) kureva mubatsiri.