Libyana izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Buyiswa Libyana; Saraha Libyana; Mbokodo Libyana.

Mitauro yeBantu

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.

  • Lozi vanoti libyana (n. Goods, utensils , belongings, clothing, clothes) kureva nhumbi.