Liguriya kana Iguriya (Chiliguria: Ligûria; Chifurenji: Ligurie) chisi chirikumaodzanyemba-emabdokero eItari; gutaguru rayo iJenova. Teritori yaro inopesanisana nemandundu emakomo eMaarupi ne Mapenini uye anoenderera munzvimbo imweni neteritori yekudhara ye Rudhende rwe Jenova. Liguriya yakanganurwa neFuranzi (Provence-Alpes-Côte d'Azur; sho: Dunhu-Arupi-Kote Yedzuru) kumadokero, Piedhimonthi kumaodzanyemba, ne Emiriya-Rhomanya, ne Taskani kumabvazuva. Yakagadzikwa paBhahari re Liguriya, uye rine huwandu hwe vanhu unosvika 1,557,533. Ichisi chinosanganiswa muchikamu cheYurochisi yeMaarupi-Medhiteraniya.

Liguriya

Kana: Yiguriya, Iguriya, Riguriya

Mitauro ye chihofisi:
Chiliguria: Ligûria
Chiositani Ligúria
Nyika Itari
Gutaguru Genova
Hurumende
Mtungamiriwenyika Giovanni Toti (C!)
Ruwa
Hwerengo 5,422 km2 (2,093 sq mi)
Huwandu (2017)
Hwerengo 1,557,533
Dhenziti 290/km2 (740/sq mi)
Mamwe mazita: Chingezi: Ligurian

Chiitari: Ligure

Zoni ye nguva UTC+1 (CET)
• Zhizha (DST) UTC+2 (CEST)
ISO 3166 code IT-42
GDP (nominal) €49.9 bhiriyoni (2018)
GDP pakapita €32,100 (2018)
HDI (2019) 0.898

very high · 10th of 21

NUTS Chisi ITC
Webhusaiti regione.liguria.it



Template:Liguriya

Template:Zvisi zve Itari