Lulondo izita remhuri rinowanikwa muAngola neCongo, Kinshasa.

  • Vanhu vane zita iri: Tchiowa Lulondo; Felly Lulondo; Jean Claude Lulondo; Lulondo Rhusinze.

Mitauro yeAfrika

chinjirudza

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Kikongo inoti lulondolo (n. means of coming or going) kureva nzira yekuuya kana kuenda.
  • Kikongo inoti londoka (v. to go) kureva kuenda. Mamwe mazwi: londola (n. start; begin to go).